Imbosvikai pavaridzi vemombe Shumba tinzwe NigelAndile
Imbosvikai pavaridzi vemombe Shumba tinzwe
Well said Mr Nyawo. Ndimi so far mataura zvinonzwisisika saunyamazvepasi
Well said Mr Nyawo. Ndimi so far mataura zvinonzwisisika
Anga ari mbavha yes asi makamurova kusvika afa, makadi kunomusira kumapurisa asinakurohwa Vamanyawo catherinekangoya
Anga ari mbavha yes asi makamurova kusvika afa, makadi kunomusira kumapurisa asinakurohwa Vamanyawo
Haa nyaya yacho yaakunetsa manje 😢😢Dai musina kutora mutemo kuisa mu maoko enyu muchiuraya munhu 😢😢😢Dai makamuendesa ku police kana Dai yaiva mbavha mercuryjack
Haa nyaya yacho yaakunetsa manje 😢😢Dai musina kutora mutemo kuisa mu maoko enyu muchiuraya munhu 😢😢😢Dai makamuendesa ku police kana Dai yaiva mbavha
Asi Mr Neshamba makamboda kuvhunzurudza Tensen mukavhiringwa love you Shumba zackesshinyira
Asi Mr Neshamba makamboda kuvhunzurudza Tensen mukavhiringwa love you Shumba
Kunyange tensen aive mbavha Ngozi itoripo nokuti vakauraya munhu vakadeura ropa p.ndlovu
Kunyange tensen aive mbavha Ngozi itoripo nokuti vakauraya munhu vakadeura ropa
Neshamba maoko enyu awo.Tencern akafa aine mombe dzekuba achiti ndine mombe dzangu saka iye akaurawa achiti ane chake saka mweya wake uchiti ndiripei mombe dzangu.Ndosaka chero benzi roga roga muchiona rine zvinhu zvisina basa richingoti ndechangu kureva kt changu inzwi risingaperi pamunhu.Hongu aiva aba asi iye aiti ndaba mombe dzangu ndopainofira ipapo.dai makamuuraya akabata huku maingoripa huku iyoyo futi chero iri yekuba nekuti akanga atobudirira kuba. emapsdkmzo
Neshamba maoko enyu awo.Tencern akafa aine mombe dzekuba achiti ndine mombe dzangu saka iye akaurawa achiti ane chake saka mweya wake uchiti ndiripei mombe dzangu.Ndosaka chero benzi roga roga muchiona rine zvinhu zvisina basa richingoti ndechangu kureva kt changu inzwi risingaperi pamunhu.Hongu aiva aba asi iye aiti ndaba mombe dzangu ndopainofira ipapo.dai makamuuraya akabata huku maingoripa huku iyoyo futi chero iri yekuba nekuti akanga atobudirira kuba.
Nhai vaNeshamba saka pamofamba mumisha umu hambumbo mhanyiswi here Mememory-fo
Nhai vaNeshamba saka pamofamba mumisha umu hambumbo mhanyiswi here
Baba awa ngozi inotovabatao nokuti munhu airohwa aripoo ngozi inoti ndakafao uchindiona ndichirohwa munotoripao baba zvakafanana ukasangana nechitunha musango ukasanotaura kuvanhu unotomurota achiti ingavakandionao vani saka baba munotoripao munhu airohwa muchiona saka murimoo mukuripa cheto aive mbavha mukuripa kuuraya patriciamusizvingoza
Baba awa ngozi inotovabatao nokuti munhu airohwa aripoo ngozi inoti ndakafao uchindiona ndichirohwa munotoripao baba zvakafanana ukasangana nechitunha musango ukasanotaura kuvanhu unotomurota achiti ingavakandionao vani saka baba munotoripao munhu airohwa muchiona saka murimoo mukuripa cheto aive mbavha mukuripa kuuraya
Neshamba hanzi arikungoba afa hahahaha uchakechenurwa Yeuliz
Neshamba hanzi arikungoba afa hahahaha uchakechenurwa
Tambarara ndikutumbure munzwa ❤❤❤❤❤ kasong ako eyiii ma1 CrispenMarongedza-vdin
Tambarara ndikutumbure munzwa ❤❤❤❤❤ kasong ako eyiii ma1
Tinotenda Shumba hamusiire nyaya panzira ❤❤ Peter-ix
Tinotenda Shumba hamusiire nyaya panzira ❤❤
To be there where everything happens you are involved baba because you didn't help. Yiyho Ngozi yhatsho. hlanjiwesibanda
To be there where everything happens you are involved baba because you didn't help. Yiyho Ngozi yhatsho.
Aaa ska tensen aive aba mombe inga zvakaoma CookingwithPauline
Aaa ska tensen aive aba mombe inga zvakaoma
Pane anekodzero yekuuraya munhu here chero irimbavha BEAUTYMUTANDWA
Pane anekodzero yekuuraya munhu here chero irimbavha
Vaneshamba nyaya iyi kuona kwangu mhuri yemufi ngainobatsirwa kwaTsoka ndokuti zvijeke pgambizah
Vaneshamba nyaya iyi kuona kwangu mhuri yemufi ngainobatsirwa kwaTsoka ndokuti zvijeke
Ava baba ndimi moga munenge motaura chokwadi vamwe vese vari kungoramba NancyM-mjpk
Ava baba ndimi moga munenge motaura chokwadi vamwe vese vari kungoramba
Yes, panekumbunyikidza asi ngozi iripo. Gandi akaita munhu kafiramberi. llodza
Yes, panekumbunyikidza asi ngozi iripo. Gandi akaita munhu kafiramberi.
Saka mombe dzese dziya dzichadzoka here nyarendaelizabeth
Saka mombe dzese dziya dzichadzoka here
Musha uyu hanti ndowainzi ndogarirei kuharare sipiwenkomo
Musha uyu hanti ndowainzi ndogarirei kuharare