THE WAIT IS OVER 🔥🔥The fate of your life hangs in the results : THE CLOSURE DNA SHOW #DNAMAN

preview_player
Показать описание

Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Upenyu hwababa avo huripaconer kunge lacto

kudakwashepanganayi
Автор

Vanhu vesee tisubscribe nekuliker 😂😂😂😂

babejoy
Автор

Hupenyi Huri pacorner kunge lacto😂 😂😂 ha 31 hakuna Chimwe chandiri kuita kunze kwekumirira episode iyi . 🔥🤣

cynthia
Автор

Hanzi hupenyu hwavo huripa corner kudai kunge paper relacto kwaMugabe kune mastatement

Hopewell-i
Автор

Hope i99.99% coz iii ndingashaye pekupinda

cleopatranyoni
Автор

😅😅😅 muri kuitana seiko mumaMarriages umu kk

tsitsimuchechetere
Автор

Bota family pliz dnt miss this Father as Father Bota wil give us action packed movie in Mhondoro❤❤❤ yoo Bota wakaoma😅😅

sithokozilengwenya
Автор

Kana ikabuda iri 99.9% baba chitorongai mantainance nepeace order pakarepo😂😂😂😂

mymotherschild
Автор

Kamukono chete aka😂😂😂😂 I stand with Mamha mirai henyu . 😂

TOFFEE.B
Автор

Apoooo 99, 9 zvichireva kuti baba ndimi muridzi wemwana💃🏿💃🏿💃🏿

MuneniMutsatsa
Автор

Maiwee vanhu vese huyayi 31 August .
I hope the results are in favour of our gender😅😅😅

sipiwedzingwe
Автор

I think it's one of the explosive show.
Real platform of realities

shumbaernest
Автор

Ukaona wadaidzirwa neighborhood pakaipa😂😂😂😂😂😂😂

thandojijita
Автор

Kana kwangu bota hadipakuri kusvika ndanyasoona maitikiro azvo pano😂

tsungiesamanthasibanda
Автор

Hupenyu has baba huri pa corner kunge lacto😂😂😂😂😂 I hope haibude iri zero kuchachanga akatonhorerwa wani DNA haidi dzungu

mercygurure
Автор

31 August ndinenge ndiri pano chero murungu akati enda ku off ndoramba 😂😂😂😂😂😂

BlessingMachaya-kf
Автор

Ndanzwa kumerera panzi nemukadzi nyarara ndini ndirikutaura🛌🛌

pterrymugabe
Автор

😂😂😂😂 how come to you sooo
Kamukono ketsambarafuta
Hupenyu huripa corner selacto

fylasmandaza
Автор

I tink be4 usaty vafunga kurara nemunhu u should visit this show uziwe kukosha kwe condom

lewisjosephmautanga
Автор

Handitode kunzwa nyaya but uyo mkadzi hagarike naye zvachose kutaurisa kwacho iiii threats and kudaidzira vanhu vese huyayi kuzodiii dzimwe drama so push men away

RudazTinman