Pastor C Vhengere ~Uyu muvengi (latest 2024)🔥

preview_player
Показать описание

Комментарии
Автор

Keep on moving forward preaching the word of God, , , Backward Never but Forward Ever ❤❤❤

JudithNyamhandu
Автор

Munhu waMwari mune chipo pamusic yenyu . Nziyo dzenyu ishoko hombe mharidzo in my life . Hakuna zuva rinovira ndisina kuridza music yenyu . Komborerwai naShe, muende mberi . Rambai muchiuyisa mangoma 🙏

chenaizarova
Автор

POWERFUL ALBUM RAKAGUGUCHIRA MAKOMBORERO EGA EGA IRI❤❤❤❤❤

giftndawana
Автор

Amen pastor masong enyu anotikomborera

AbelMakonye
Автор

😢😢 tiri pahondo Mwari batsirai thank u Pastor

Dongonda.ZJKMHP
Автор

Shandirai mwari munhu washe ndima yakanaka 😊

vandervaultertsunda
Автор

Basaa ngariende mberi baba takabirwa naSatan

ericchokureva
Автор

Muvengi ari pabasa anoziva kuti hana nguva refu

TendaiChinyama
Автор

Munhu waMwari ndinotenda nenziyo dzenyu dzinondikomborera zvikuru

Shylet-ff
Автор

Heyii maparidza Shoko benyu Mufundisi, Mwari pindirai 🤔

aliceteveraishe
Автор

Haaaa muri kushandiswa naMwari munhu waShee

TafadzwaUshe-yf
Автор

mambo ndaizviziva kt hamugadzire zvinhu zvisina basa

AlfredMufuka-nbnw
Автор

Chinotapira ichi bamnn.. pfuurirai mberi nebasa

emmax-
Автор

Music yenyu inokurudzira kuvimba naMwari rambai makadero ...

Zachariamarange
Автор

Masongs enyu anokomborera chokwadi anopa simba rekunamata
Komborerwai nedenga

brendamamhinga
join shbcf.ru