madzibaba Masango woti wakangofanana na prophet Makandiwa

preview_player
Показать описание
madzibaba Masango woti wakangofanana na prophet Makandiwa
Комментарии
Автор

🎉 yes madxibaba ishuea yavarikutaura chokwadi

BothwellMupfukirei
Автор

Team iri rototeerawo nokuona kubata kwevamwe vevamwe ma church

Jimjimalo
Автор

Madzibaba mataura chokwadi umwe neumwe akatumwa pake

TabethMupfunya
Автор

...kunyange madzibaba Masango vari vechokwadi or nhema ndezvashe bt ndangofarira kuti havashoori vamwe

trymorechifezani
Автор

Inini ndopupura chokwadi ndovaziva mugweru pasponono vachibatsira chokwadi

BothwellMupfukirei
Автор

Mukutaura zvakanaka asi ndakanzwa kuti ngatibvumei kuti hakuna anoona zvese maporofita ariko asi munhu wega ane paakatumwa napo. Pakuzoti towns zvese

Forever-osgf
Автор

is he a prophet or a sangoma, , , , i can't understand, , , putting some photos of different people in a bottle and close, , , , is this godly

vladimirputin-tl
Автор

Ichokwadi vakafanana mabasa avakatumwa nao panyika ndoanogona kuzongosiana chete

SimaoAmbewe
visit shbcf.ru