Rusape ,Vana 2 ,vanonyura mumvura,Pofungidzirwa zvakawanda nekuda kwemasaramusi aonekwa.

preview_player
Показать описание

Комментарии
Автор

Karangandaaa
Ndaiyepo ndaiyepo.
Ichoooo notification keeenee i always like and watch later

Lettymasibae
Автор

Vana vakatumirwa mhepo kubva kudzidza dzwisisai kutaura kurikuitwa kudzi pakaita nyoka 2 mwana akasara arikunzi arikuridza tsamwa vana vakatinhwa nemhepo

nyaraitaderera
Автор

Amai vevana ava ndimanjuzu
Ava mai ava so hushingi hwenyu so surrender
Tsvakai Jehovah siyanai nemaretso pisai kana kudzorera

TakundaJerome
Автор

This is so sad 😭😭😭😭 my condolences Mai Wayne

jillianchisetera
Автор

Spokesperson vekanzuru kana muchitaura chirungu zivai zvazvinoreva haikona kumama 😅😅😅

Elmuponda
Автор

Kuchengetedza tochengeta kasi mwana anongobuda nguva diki wotonzwa zvimwe

MonicaUsenii
Автор

Haaa ndanga ndafunga kuti ndini first waivepo here🎉

runesumunyoro
Автор

Zvekusaenda kuchikoro kanzuru munokwana papi nzwisisai nyaya kwayakatangira

akgospe
Автор

very said uuuu I'm speechless vadikani..nyaradzwai naShe Mai nababa wyne😅

chiedzamatongoOfficial
Автор

What's so special nezvimanjuzu izvozvi, yet we was given power over the nature.. Chodii kuuraiwa chinjuzu chacho

richardmashingaidze
Автор

Uyo wekanzuru anoda kurova ko sunday munhu haanyuri here

providekhoza-uxug
Автор

Pamwe vana vakasairirwa mhepo dai makavasiya havo kumba kwavo

RuvaChazika
Автор

Zvakaoma panechivanhu apo injuzu yakatovadhonza kubva kumba

PriviledgeMusona-kjph
Автор

I game revaroyi iri wezvimbo iyi, hadzizi nzuzu

rabbyPick
Автор

Asi kana manetsana muno tumira Vana manhepo Kuti vafe hr 😢😢😢 vane mhosva yei 😢😢😢

PreseviaranceMarangwanda
Автор

I think it's high time people in Zim need to be educated about nyaya dzemanjuzu. Vanhu vakawanda varikurasikirwa nehupenyu nokuda kwekuti people can't control their emotions. Zvagara munhu akawira mumvura hamufaniri kuchema. Munotozochema musi wekuvigwa kwemunhu . Magutsikana kuti shuwa munhu afa. Otherwise pese apa motomboshingirira kunyarara

cathrinemarwendo
Автор

No parents should go through this 😢, I’m so sorry, l think this is evil , chete zuva rengozi harizikanwe, RIP little ones.

lucynapwaro
Автор

Pakuda kumbokumbirirwa kutobikirwa doro charo kubvira larw vanhu vachitorwa

LucinerKuonza-zktr
Автор

Ko sekur kanhengo ndokumbiraw chokwad svikaiw ukoo nhai tinopedzerwa vana nhaim

PeterChisora
Автор

Nematambudxiko mama mwari akunyaradzei Asara wacho anotoda kuchengetedzwa because aiimushedza anogona kumusheedza futi

sandraedward
join shbcf.ru