knowing that i grew up in nzvimbe and we have been having mps go in and out, we cant argue politically....owez think twice wen im going semakhaya..thank you so much for giving this insight
cosmasmutsvikiri
Nhac ndini first to comment 🎉🎉🎉peiwo malikes
lerossybae
Drumas media you are my area communicater
CharlesTakawira-zr
Ndiamai vangu avo Catherine Khumbula❤❤
jepsongombedza
Inyaka yezimbabwe inoda kutombotanginzwa patsva ayo ndiyo maonero angu ana Smith dai vatombonzoka vambogadzira maroards nekuti zvevanhu vatema zvaramba ndipo paunonzwa rimwe zimunhu richiti ed pfeee
MollenMutanga
Kubvakare nzvimbo iyoyo hainakana kumbo developer..mapolitions ikoko I mbavhadzegadzega
kudzichivhaku
zanu pf hazvidi izvi kufumurwa neshamba hokoyo
enockdzanas
Thank you for your brave effort.. but pane vamwe vachati watifugura hapwa.
Murombo-xr
kunoshandwa kumusha kwedu bt chinobuda dololo dai hurumende yabatsirawo especially panyaya dzeroad idzi
MampalaManyuka-ikcc
Kumusha kwangu tine mbavha hapana kana anoita development ma mps ese
elphuselvisnyangombe
Unazomboenda kwa Mushimbo umboona kwa Mebho chinomona
EverMudungwe
Nyika inovakwa nevene vayo, sakao nzvimbo inogadzirwa nevenevayo vakasazvigadzirira kana kuzviisira zvichemo kt vanoda kubatsirwa neyi uye sei vanotambura ndivo nekushaya transport nekuda kwenzira yavo yakafa sakatoti pamberi nebasa vana Mai nana baba
StellaSibanda-ro
Zimbabwe yakanokorwa chete and akainokora akafa dai ari mupenyu ainzwira nyika iyi tsitsi
Saka warikuda kugadziririrwa road yacho Nani iwo warungu makadzinga kare .ngawato sanganise mari kugadzira road
rodneystoddard
....drewmas Media....word of advice for this report of reporting the state of roads...u are being watched now, careful you might end up like Dhara Bee....cry our beloved country cry