Ndabigwa pandasvigwa knakutindabigwa ndichisvgwa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂mhosva I sarenda😂😂😂 violetchizambire
Ndabigwa pandasvigwa knakutindabigwa ndichisvgwa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂mhosva I sarenda😂😂😂
Unongona mhosva. But now wakuwanza zvinyadzi lastmakuyana
Unongona mhosva. But now wakuwanza zvinyadzi
Mama Vee havashayi zvekuita sure😂😂😂😂😂😂😂😂😂 kingsdaughtersaltoftheeart
Mama Vee havashayi zvekuita sure😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mhosva am far from my home in the diaspora but your skits bring me closer.Keep it up annahmunhenga-tfon
Mhosva am far from my home in the diaspora but your skits bring me closer.Keep it up
Mama Vee makurasika language barrier apa hmmmm tingori nechivanhu chedu chinokoshesa kusataura zvinyadzi muzive kuti chero vana vanokuonaiwo hmmm pacherechedzeiwo iyapo tisetsei nezvisina zvinyadzi puriz 😏😏🫤 michellemugadza
Mama Vee makurasika language barrier apa hmmmm tingori nechivanhu chedu chinokoshesa kusataura zvinyadzi muzive kuti chero vana vanokuonaiwo hmmm pacherechedzeiwo iyapo tisetsei nezvisina zvinyadzi puriz 😏😏🫤
Lunguage for our kid's sake mhamha Vee pls juliananyanhete
Lunguage for our kid's sake mhamha Vee pls
😂😂😂😂 kana ndakamboseka kaa haa on this one you did the most amunawe💯 tracysithole
😂😂😂😂 kana ndakamboseka kaa haa on this one you did the most amunawe💯
Gegegegegegege ndabigwa 😂😂😂😂ko mabrugwa obviswa munzira nhai vedu😂😂😂😂😂 annahmudzengerere
Gegegegegegege ndabigwa 😂😂😂😂ko mabrugwa obviswa munzira nhai vedu😂😂😂😂😂
Ndinokufarira Mhosva but palanguage apo wakuirasa dhiya isabelsimango
Ndinokufarira Mhosva but palanguage apo wakuirasa dhiya
Kkkkk shuwa akazvipira kupenga chaiko love u mhosva ❤ LoiceMagoba-lbvq
Kkkkk shuwa akazvipira kupenga chaiko love u mhosva ❤
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 ko kubvisa ma pants mukati muchaiona ichidonha 🤣🤣 agnes
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 ko kubvisa ma pants mukati muchaiona ichidonha 🤣🤣
Kkkkk bhurugwa ramhosva 🤣🤣dead😂😂😂 ko iyo skirt yacho😂😂😂😂 confidencemangokwe
Kkkkk bhurugwa ramhosva 🤣🤣dead😂😂😂 ko iyo skirt yacho😂😂😂😂
😂 hamusi manga makuzvinyanya here pakubvisa mapant kkkk HazvineiMaisiri
😂 hamusi manga makuzvinyanya here pakubvisa mapant kkkk
😅....😢😢😢😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅hanzi ndabirwa ndichiita sei anhiwwokea kaaa kgutso
😅....😢😢😢😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅hanzi ndabirwa ndichiita sei anhiwwokea kaaa
😅😅😅😅😅🙌🙌I surrend u r talented my smile keeper enzymechigarire
😅😅😅😅😅🙌🙌I surrend u r talented my smile keeper
Veduwe mama vee mabvisa mabrugwa mangani 😂😂😂😂😂 Advocate-dm
Veduwe mama vee mabvisa mabrugwa mangani 😂😂😂😂😂
yeah urimunhuiko iwewe pamupanda uripapi clarahnyakabau
yeah urimunhuiko iwewe pamupanda uripapi
Mhosva bhooo munhu haana nguva yekutukana nemunhu trymoremupungadownload
Mhosva bhooo munhu haana nguva yekutukana nemunhu
Bhurukwa riya zvakare!!!🤦🏾♀️🤦🏾♀️🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Hachmay
Bhurukwa riya zvakare!!!🤦🏾♀️🤦🏾♀️🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Mhosva usadaro mhani unotikuvadza nema bayo nekuseka mercykaridza
Mhosva usadaro mhani unotikuvadza nema bayo nekuseka