Prince_Tafadzwa_Zhou_-_Chinyi_Chingandishambidza

preview_player
Показать описание
Chinyi chingandishambidze, Iropa raJesu chete
Chinyi chingandiponesa, Iropa raJesu chete

Tsime rinokosha, Rinondichenesa
Handizivi rimwe, Iropa raJesu chete

Tsime rinondichenesa, Iropa raJesu chete
Kuti ndiregererwe, Iropa raJesu chete

Tsime rinoyananisa, Iropa raJesu chete
Kwete nemabasa angu, Asi ropa raJesu chete

Ndiyo tariro yangu, Iropa raJesu chete
Ndiko kururama kwangu, Iropa raJesu chete

Ndichakunda zviro zvese, Neropa raJesu chete
Ndichasvika kum'sha wangu, Neropa raJesu chete

Ndichaimba Hallelujah, Iropa raJesu chete
Ndinofara nekukudza, Iropa raJesu chete
@EastleaTabernacleETM
@tafadzwaprincezhou1175
Комментарии
Автор

My my my God... Hallelujah praise God 🙏

chikunibathabile
Автор

Heavenly melodies.Bride music, God bles u my br.

wellingtonmuranda
Автор

Indeed, Nothing but the blood of Jesus.

stellamuwandi
Автор

This is wonderful singing bro, I'm enjoying

inspirationjimu
Автор

I feel like praising Him... Keep it up my brother

chikunibathabile
Автор

Being blessed 🙂, God bless you always

danielnehohwa
Автор

Oh precious is the flow, that makes me white as snow!

rueessybondo
Автор

Songs of ZION! Wonderful singing beloved, keep them coming. SHALOM

sazoejoseph
Автор

God bless you, have been longing for these old time songs!

janetgomba
Автор

Being blessed everyday it's now my favorite, God bless good singing

preciouskasinamupau
join shbcf.ru