Haaa music chete ma1 ayoooo ini hangu ndriku background nesong iyo ❤😂😂😂😂😂 tatendachidemo
Haaa music chete ma1 ayoooo ini hangu ndriku background nesong iyo ❤😂😂😂😂😂
Police hero basa. Even mukomana akamuroora izvezvi imhosva futi ngasiye mwana akure rue
Police hero basa. Even mukomana akamuroora izvezvi imhosva futi ngasiye mwana akure
Atete ndivo wakapa murume wavo mukadzi, zvaiitwa kudhara izvozvo MaideiChamboko-jc
Atete ndivo wakapa murume wavo mukadzi, zvaiitwa kudhara izvozvo
Mkoma Andrew ini hangu mukundinyima jiti kani shingiraitrevormboto
Mkoma Andrew ini hangu mukundinyima jiti kani
Vana vacho Havana matyira haisi marange Church hre or vadzidzi vakapanduka Vaya or lshimael church LindaMuzenda
Vana vacho Havana matyira haisi marange Church hre or vadzidzi vakapanduka Vaya or lshimael church
Gegegegege 🎉 ahanzvadzi dzimbo dzenyu soon 😂 fambai nebasa shumba NyorowaiMarekera
Gegegegege 🎉 ahanzvadzi dzimbo dzenyu soon 😂 fambai nebasa shumba
Ummm zvakaoma Mwari pindirai madhara aya akutoenderera chaiko.ngavasungwe nxaaa chii ichocho.vaña havasisina vanomiririra here munyika umù nhaimi😢😢14yrs yakutopinda mumba vana vedu chiiko votonzi mai vemusha.kuDharuweni uko muri kuita seiko ikoko nhaimi cleofay
Ummm zvakaoma Mwari pindirai madhara aya akutoenderera chaiko.ngavasungwe nxaaa chii ichocho.vaña havasisina vanomiririra here munyika umù nhaimi😢😢14yrs yakutopinda mumba vana vedu chiiko votonzi mai vemusha.kuDharuweni uko muri kuita seiko ikoko nhaimi
Mainini kugarwa nhaka nemwana hachisi chishamiso. Kune dzimwe nzwimbo zviri normal. Ndine vandinotoziva asi vaitove Mazera Ababa vangu. tavongabhebhe
Mainini kugarwa nhaka nemwana hachisi chishamiso. Kune dzimwe nzwimbo zviri normal. Ndine vandinotoziva asi vaitove Mazera Ababa vangu.
Baba ava havasi mupositori here .coz mapositori uuum and seyi mwana Ane 14years asiri kuskul. Meaning akatopedza skul and atomirira kuroorwa. annanyemba
Baba ava havasi mupositori here .coz mapositori uuum and seyi mwana Ane 14years asiri kuskul. Meaning akatopedza skul and atomirira kuroorwa.
Inga hanzvadzi yati 18yrs.ndini ndatadza kunzwa here glorianyamunokora
Inga hanzvadzi yati 18yrs.ndini ndatadza kunzwa here
Zvakaoma kodzero dzemwana dzirikuchorwa apo Hazvineikambamuri
Zvakaoma kodzero dzemwana dzirikuchorwa apo
Koivo tete vanomanikidza muzukuru kugara navo sei reubenchewadi
Koivo tete vanomanikidza muzukuru kugara navo sei
Pachikorekore mwana wemukadzi mkuru anotogara nhaka mkadzi wababa DRRZOE
Pachikorekore mwana wemukadzi mkuru anotogara nhaka mkadzi wababa