Risky episode 6 (Zimbabwean series 2025) #zimcomedy

preview_player
Показать описание
tindo osvikira mukadzi wake avete nemukwasha Zimbabweanmovie #zimbabweandrama #zimcomedy #zimbabwe @creationsvisuals ​
Рекомендации по теме
Комментарии
Автор

Ndini nani takanzwa kut madays enhumbu ne madays akarara ambuya nemukuwasha hazvisikupundirana mukuwasha akazorara nambuya vatove nenhumbu yaTindo kare sandizvo here

PrivellegeChiumbwa-jn
Автор

Patie asi hauchada Tindo here iwewe veduwe😂😂😂😂😂

RutendoKadzomba-vk
Автор

Tindo anenge rema apa wafonera munhu wKunzi chitaura nyaya yako zii asi wamboona simba rekudeedza munhu

TafadzwaBwoni
Автор

Yummy 😋 tokumbirawo muchikasika kuti pakurira please

PatrickBwanakazi
Автор

Vakadzi vese vanosunga varume havapinde denge .kugehena straight

WashingtonVhutuza
Автор

Patie unema1 wabizer hako uchachema mangwana

EllenDomeke
Автор

Keep sorting sorring chirikumhanya chimuti

felistasjohn
Автор

Patie agara ari rough pese chachaya mukoma nehanzvadzi

hoto-vgwe
Автор

Uyu mufes uyo anoda kumamiswa imbwa yemurume chaiyo

MusindeRabson
Автор

kkkk haa chigame ichi ndachitadza ini kkk 😂🤣🤣

mukombekelvin
Автор

More videos tokudayi rambai makadaro ❤❤. Mukadzi vaTindo akuto nakirwa natsano

Faithwdzn
Автор

Patie haasi munhu bho on other hand ndikunzwa kubatikana chaizvo 😢

CelebZw_mutsomii
Автор

😅😅😅😅hanzi ko munhu angatadze kutamba nemwana wake.Asi Patie unofarisa 😂😂😂

RutendoKadzomba-vk
Автор

You gonna regret hako iwe iii😢 wakubata Tindo rough kaa 😢😢😢 painful aah .

RutendoKadzomba-vk
Автор

Mukwasha kumusha kwenyu kune varoyi 😂😂😂

natashamukamba
Автор

sistren ngavangouya vadzinge matsaga paden

tinashetinzimudyanadzo
Автор

Hakuna varume vakapusa satendai Ndosaka riri drama

jekenyat
Автор

Hanzi ini ndomhanya mhanya mnaje baba vacho vachitei

PreciousMuhlanga
Автор

Ichooo chapedza masports gupuro kumunhu tsano ne mukwasha 😂

AdelaideDudzaiMashawashe
welcome to shbcf.ru