Mambo Mutasa😅😅😅😅😅😅😅 vanhu vakauya ndiani, vannhu varikushaya wavakauya naye 😅😅😅😅😅
OswellMudautsi
Kunamatira munhu hakuna kuipa asi chero church ine power vanhu ngavaite hunhu vaifanira kuzviintroducer nekutaura zvawainga kuna baba vemusha chero vachiroya pamba ndepavo respect respect vekwamwazha vanoiwanza pride
Mambo is now developing ka pride. Ipai vanhu mukana wekutaura mozovakona manzwa response. Regai zvekuvharira vanhu kunze. Right to be heard yakaendepi????
Kunamatira murwere kana kuparidza vhangeri akuna kushata, asi ini ndofunga kuti tikateedza tsika nedzidziso yaKristu zvingatibatsira. Panoda kuti pave nerespect unosvikaoka wokumbira kana wagamuchirwa wochiita zvaunoita. (Mateo 10:11-14)11 Muguta kana mumusha pose pamunopinda bvunzai kuti ndiani urimo wakafanira mugarepo kusvikira muchibva.
12 Kana muchipinda mumba muikwazise.
13 kana imba yakafanira, rugare rwenyu ngaruvuye pamusoro payo asi kana isina kufanira rugare rwenyu ngarudzokere kwamuri.
14 Aninani usingakugamuchiriyi kana kunzwa mashoko enyu, kana muchibva paimba iyo kana paguta iro, muzuze guruva riri patsoka dzenyu.
enockchirikure
Vanhu vekwa mwazha vanerudo inga jesu ayiti akanzwa anorwara ayinonamatira achipora ..matongero anyu hachina kujeka
RufaroManangazire
I like the way the chief is analysing the story, people should learn to answer the question, who asked n'anga idzo kuuya pamba konamatire munhu, period
Dungamanzi
Mambo Ari right how can you enter mumba nemunhu usina kusheedzwa
TendaiKambaza
Kunamatirwa Hakuna changa chakashata but baba avo varikushandisa dare paconflict yekunetsana nemwana wavo
DanmoreMarondera
Vanhu vekwa Mwazha vakatanga riini kunamatira munhu asinga pindi church Hamunei nemunhu asina kubatwa musoro muchurch menyu.