Gogo Venenziya Vabata Muroyi Apedza Hama

preview_player
Показать описание

Комментарии
Автор

Zvimwe zvese bhoooo asi pakuzoratidza Vana muviri waamai vavo zvinorwadza kananeni ndarwadziwa asi Ngoma yakabatwa zvayo

OughtmanGumball
Автор

Imbotipaiwo imwe gogo Venenzia Masau pagoombee❤❤❤

TendaiZvawanda
Автор

vapeyi tsvimbo vabate simple musamanikidze mai avo kubvuma zvavasingazive this doctor can she prove kwete ku foster munhu ngavaratidze

Peter-lt
Автор

Matare marudzii aya ekuti vana vanoona kushama kwaAmai? Kunyange mai vakanzi muroyi, zivai kuti mukasaziva mabatiro eDare, munoparisa vana mhaka, zvisinei nehuroyi hwamapomera amai.

Matare nevariNyikadzimu akauya kuzoumba, anemabatirwo awo, zvisingaparisi mhaka pamusoro pedzimwe mhaka.

Dzimbahwe
Автор

Ngozi muchaiona henyu muchidai amai venyu chero mai vakatadza you don't have to humiliate her like that mandibhowa vana mapenzi bt muchazviona bheju bheju

LovenessChuma-nj
Автор

Ngoma iyo bhoo here motinzwisa moyo imi😊

gladysmundembe
Автор

Uumm ndinomboona mamwe matare hangu, asi iri rakaoma haro ndarwadziwa mai varwadziwa handifungi kuti vanoroya and vana avo vazviparira ngozi. Mai kuchema kudai.

damview
Автор

Idzi ndonhema kunyepa ngavabate huroyi hwacho kwete kumanikidza ifake mbuya n`anga vakatengwa hanzi mushonga urimumoyo pedze mushonga uripa katsi wochinja woiti imhepo inobata saka ndechipi chokwadi musade kuti vhara nenhema kutambudza mbuya vati ndodakubatsirwawo vana vavo vese nevazukuru vapenyu, nekuda kwekuti muroora afa panemuroyi vanhu shandisai pfungwa ngadzipude mutsaga

keclyn
Автор

Tichkach please mbuya avo usavasiye, take her to 2/3 more places vavhenekwe. She is deeply pained and has been abused & humiliated. I thought before labelling someone muroyi munotanga mafamba 3 or more places

Sue-EllenChirenje
Автор

Uuuu handisati ndambozviona izvi kubvisiswa munhu hembe.

Sekai-hs
Автор

Hazvifadzi izvi n'anga dzekumalawi ngavainde kunoita Basa kumusha kwavo

eustinamharadze
Автор

Imi vana vacho muchaiona henyu nhamo yacho mai havaitwe zvakadaro

SharaiChings
Автор

Haaaa idzi ndodzinonzi N'anga dzatinoziva kwete dzimwe dzatakuona, ava mbuya totovada kwaMambo Mutasa 🙋

FunwellMatowe
Автор

Chandirwadza kubvisa gogo avo hembe pamberi pevana ndafungakuti vachabudisa vanhu rume panzeka

tendai-hqcs
Автор

🤣🤣🤣🤣 zvekurevesa fodya yadhaka iyi hanzii chero vakabuda ASI Ngozi vana muvhaiona henyu ... Ndanzwa tsitsi ...inga varikuti havasi kuziva kut vakapiwa imi moti bvuma chete

tanyamubaiwa
Автор

Ndiyaniko wayambutsa dindingwe wayambutsa mwana wemhandu😊

EmiliahBingu
Автор

Vana vachema ava kuchemedza Amai nekururisa hembe haa vavhura hombe

privillagemutendera
Автор

Sei varoi vachinyepedzera kuzungaira nhaimi😮

paulinemckenzie
Автор

Gogo ngavasungwe kukururisa munhu hembe

DorcasJambwa-zw
Автор

Iyi ingozi chaimo kubvisisa mai hembe nyika yakatarisa😊

patiencekawondera
visit shbcf.ru