prophet t freddy u are so powerful I wish to see you one day n help me my problems simbareshenyabanga
prophet t freddy u are so powerful I wish to see you one day n help me my problems
Amen Mwari wenyu ndinomifarira Prophet nyaya dzangu ngadzinakire pano l love it DorcasMazibiya-lbid
Amen Mwari wenyu ndinomifarira Prophet nyaya dzangu ngadzinakire pano l love it
Vhurai maziso ndione mdirarame munyika yomweya ❤ RueZhou
Vhurai maziso ndione mdirarame munyika yomweya ❤
Amen Papa vanhu vanongofarira zvinhu zvenhema MaitanyaTanya
Amen Papa vanhu vanongofarira zvinhu zvenhema
Property muripamberi nekubatsira. Mayambutsa Miranda waMwari munhu haabvumi chaatanga kupinza munzeve ndochaanofa akabata pamwe dziri nhema Amen HENRYELIASSITHOLE
Property muripamberi nekubatsira. Mayambutsa Miranda waMwari munhu haabvumi chaatanga kupinza munzeve ndochaanofa akabata pamwe dziri nhema Amen
Hanzi vanhu munoda nyaya.Nhasi masiiwa moyo yakarembera kunge bhuru mango😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 tblo
Hanzi vanhu munoda nyaya.Nhasi masiiwa moyo yakarembera kunge bhuru mango😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Nziyo iyi inondifungidza zvandakasangana nazvo pahupenyu ossanajairose
Nziyo iyi inondifungidza zvandakasangana nazvo pahupenyu
Amazing prophecy, you cleared muroora from being blamed reggiemuzikira
Amazing prophecy, you cleared muroora from being blamed
That song reminds me of Charamba song hatimborizive zuva redu. Tibatsireiwo baba. successmike
That song reminds me of Charamba song hatimborizive zuva redu. Tibatsireiwo baba.
Musadaro prophet, mavingei nadzo kwatiri. Apa manje chest yatova negomba renyaya iyoyi alfredjambaya
Musadaro prophet, mavingei nadzo kwatiri. Apa manje chest yatova negomba renyaya iyoyi
Amen chokwadi munhu waMwari we don't worst time to prove people BernadateChiketa
Amen chokwadi munhu waMwari we don't worst time to prove people
Munogona prophet vanhu ngavadzidze kutaura chokwadi kuti warurame Anold-nz
Munogona prophet vanhu ngavadzidze kutaura chokwadi kuti warurame
Hie we looking for a.prayer things are not going well BridgetteSibanda
Hie we looking for a.prayer things are not going well