HARARE........MUDZIMU WOBATA KUSHOW KWA ANDY MURIDZO

preview_player
Показать описание
Комментарии
Автор

Song iyi handifunge KT akaifunga ega ini akaita yekurotswa

RodernMugwede
Автор

Gore rese ndakatarisa nekuda kuona mudzimu wacho.

FelistasMhuriyengwe-dpvc
Автор

Andy siya zvinodhaka munin'ina
Hona chipo chaunacho
Sadaroo shuwa kupera kudaro

TakundaJerome
Автор

Andy ane chipo chakanaka iwe dzoka pakuyimba dzechivanhu

veeee
Автор

kkk mudzimu chinhu chakakosha chine uremu une discipline haungobude pese pese

davidmakanani
Автор

🎉Drewmas Media taking us to another level ❤

pertumuchemwa
Автор

Drewmas Media taking us to another level 🎉

monicamatambiko
Автор

Ndipo Andy nhekwe ndiyo yakabata musha wangu

carolinewatinaye
Автор

Asahwira vaitandarira zvavo kwasahwira Andy😅😅😅

muchenyuradorcas
Автор

Drewmas media murirudadiso nhasi rarimwe zuva

tinomzeni
Автор

Mudzimu wacho wabuda papi apa just encourage andy to stay away from drugs

Ftv_studios_entertainment
Автор

Baba keketso kuimba vanoimba zvekuti dai chisiri chihure chinowanza dai vavakure nekuimba zvino madress vanomawanza

ngonidzasheguta
Автор

Varume ehe munohura zvenyu but pamwe pacho unotoona kuti apa pari srs

ngonidzasheguta
Автор

Ahh he shld have continued nedzechinyakare vachema avo vanyatsobuda

privillagemutendera
Автор

Ndovasikana vemanjuzi vanosvika peseoese vasina kurawa zvakakwana masahwira asinganyari kungotubukatubuka kunge hohwa

RoselynMM-kw
Автор

Pashaikwa hama yake yaomberera mudzimu aaah vasikana

nyariegannet
Автор

Kouyo akafana na andy muridzo ndiani akabudisa diti panze uyo

LivisonChimoni
Автор

Ku water falls vakajamba juraho vawanikidzwa nababa vemba😂😂😂

ngonidzasheguta
welcome to shbcf.ru