Musikana akarambirwa Chitupa

preview_player
Показать описание

Комментарии
Автор

Yaa akagona mukomana munhu dada nezvauri kwete ganda rekutenga big up kuna Peter

IsabelDick-sk
Автор

😂😂😂 unogadzikwa mudish nekuda zvakatsvukira sure well done mukoma Peter ndakazviona musati maroora zvokwadi zvemasurgery izvi zvichauraisa vakawanda 😂😊😂😂😂

priscillandoro
Автор

Munogona sister vangu rambai muchiita rondedzero ilove

TsitsiMasikati
Автор

😂😂😂😂imi makangwarisawo imi sevilla makaizivira kupi

kudakwashemuza
Автор

Rinemanyanga hariputirwi well done ✅ Peter utende Mwari akuratidza zvakavanzika isati warasikirwa nemariyako pawe waitozotadza kudzokera kusasa wave mumatambudziko

MadlaminiZaneleMadlaminiZanele
Автор

Ida moyo nehunhu first wozoterq zvimwe

TashelyTanoe-dq
Автор

Mushe here sisi vangu.
Ehee mkomana anga ariright zvake coz iye aida mayellow born saka akarambirana nazvo zvemafuta izvi

EnessMlambo
Автор

Munhu ngaadade neganda rake nesu tatodzidzawo kut kugadzirisa makanda kunorambisa dada neganda rawakabarwa naro🎉

Emery-di
Автор

Yahh akagona Peter uyo bcz vaskana ava vanoshorerei Mwari mumhu ngaagutsikane nezvaari 😂

TonderaiMasawi-ygdz
Автор

Keep it up tete ❤❤.vanhu ngatigutsikane nezvatiri

BridgetRunesu
Автор

Peter hapana chaakatadza. Nina dayi akamutaurira chokwadi zvaakange ari pakutanga haayizo muramba.

I lived in Harare and and one evening I was introduced by my cousin to a very beautiful girl who lived in Mutare One day after our initial meeting I decided to pay her a surprise visit. I met a girl at a shopping centre and decided to ask for directions to get to where I was going.

The girl was plain looking and not someone I would ever think of being attracted to. When I started talking to her she kept avoiding looking directly at me and felt very uncomfortable. I began to look much closer and then realised that she was the one I had come to see, but without the makeup, wig and padded bra. I was angry and disappointed at the same time. I returned to Harare and didn’t speak to my cousin for a very long time. So I can relate to Peter’s feelings of being deceived.

musopero
Автор

Akagona Peter how could he marry someone akazvichinja completely....good lesson kune vaozviita

AuxiliaMabvuva
Автор

😂😂😂😅😂😅😂😅unopera simba rese kugadzikwa pasi

witnessjumbe
Автор

Kkk mango dzinotsvuka dzaibva veduwee

ToleranceManda
Автор

Thank you auntie tirikudzidza zvakawanda muupenyu

RegisParichi-zd
Автор

Wakapusa mukoma iye ungarambira izvozvo hr

TsitsiMasikati
Автор

Makunonoka ku uploder sisi plzz vamwe ndozvnotivaraidza izvi

Netsai-pn
Автор

Tichagutsikana rinhiko nezvatiri nhai vasikana

chipokanoyangwa
Автор

Peter ari correct 100% wy vanhu vachishora skin yavakasikwa namwarii vainayo

Libsx
Автор

Nina aifanira kuudza mkomana zve surgery yake vasati vaenda kure

stelladeredzai